KwaunobvaDuramazwiGguridzira

Duramazwi

guridzira

Zvinoreva

Kudimbudzira.

1

Kudimbudzira.

Kuguridzira munhu achitaura kumukurumidzira kutaura, iye asati apedza zvaanga achida kutaura.

2

Kuguridzira munhu achitaura kumukurumidzira kutaura, iye asati apedza zvaanga achida kutaura.

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gurika

Kugurika kutyoka kwechinhu, kazhinji chakaoma.

Verenga

Swipe for the next word