Duramazwi · zita
Zvinoreva
Gure ndicho chinoiswa mberi kwemoto chinouvharira, kazhinji kuitira kuti vana vasatsva.
Gure zvinhu zvinenge zvichizikanwa navanhu vakazviita chete, vamwe vese vari murima.

Ugofumura gure redu pana vanhu.

Iwe ndiwe wokutaurisa.
Ugofumura gure redu pana vanhu.
Gure zvinhu zvinenge zvichizikanwa navanhu vakazviita chete, vamwe vese vari murima.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gurezeze
Kuti gurezeze kuneta kunoita muriwo kana zvimwe zvirimwa masikati kana kwapisa, zvichitaridzika sezvoda kusvava.
VerengaSwipe for the next word