Duramazwi · zita
Zvinoreva
Rupendo ndechinoiswa mberi kwemoto chichiuvharidzira, kazhinji kuitira kuti vana vasatsva.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane R
RDuramazwi
01 / 03rupfumbidzo
Rupfumbidzo chipo chinopiwa munhu neanenge achitumidza zita. Babamukuru vakapa mwana rupfumbidzo, kuitira kuti abvume zita ravo.
VerengaSwipe for the next word