Duramazwi · zita
rupawo
imprint
Duramazwi · zita
imprint
Rupawo kakufanana kanenge kachionekwa pazviso zvavanhu vanenge vaine ukama, zvichibva zvaburitsa pachena kuti vane ukama. Ndaona kamhino nekashosha ndikaziva kuti rupawo urwu nderwe kwaMabaya.
Rupawo kakufanana kanenge kachionekwa pazviso zvavanhu vanenge vaine ukama, zvichibva zvaburitsa pachena kuti vane ukama. Ndaona kamhino nekashosha ndikaziva kuti rupawo urwu nderwe kwaMabaya.
Chinorwadza nde-chokuti kana ukasakwanisa kuratidza rupawo rwezvawabirwa mapurisa anokurambira kuti ndechako.
Rupawo izita rinoshandiswa nekambani pazvinhu zvayo zvainogadzira ichitengesa.
Kubatira kuisa rupawo pane chimwe chinhu kuitira kuti vanouya vazive kuti ndechako.
Rupawo izita rinoshandiswa nekambani pazvinhu zvayo zvainogadzira ichitengesa.
Duramazwi
01 / 03rupazo
Rupazo maitiro emunhu ekunzwa kuda kungopaza kana kuparadza zvinhu. Mbavha ine rupazo.
VerengaSwipe for the next word