KwaunobvaDuramazwiRrupasa

Duramazwi · zita

rupasa

Zvinoreva

Rukukwe.

1

Rukukwe.

Ukaona vanhukadzi vakati rupasa che-e, wobva waziva kuti vari kuita makuhwa.

Kuti che-e kutambanudza rupasa kana chimwe chokuwaridza kuti vanhu vagare vakanyatsokwana.

Gukwe rupasa runoita zvokurukwa senhava.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rupau

Rupau runyorwa kana chidhindo, kana chimwewo chinoiswa pamhuka kuti dzizivikanwe kuti ndedzekupi. Mbudzi dzake dzine rupau rwemhete panzeve.

Verenga

Swipe for the next word