Duramazwi
bonde
manhi
Duramazwi
Bonde chirukwa chokugarira kana kurarira, chinorukwa netsanga kana nhokwe dzichisungwa nendandi kana rungoyi.
Bonde chirukwa chokugarira kana kurarira, chinorukwa netsanga kana nhokwe dzichisungwa nendandi kana rungoyi.
Chapinda munzeve chavaridza bonde.
Kana mukadzi achinzi anopa bonde anenge achizivikanwa nokusaramba kurara nevarume vakawanda.
Kana vanhu vaenda pabonde vanenge varara vose somurume nomukadzi.
Nezvakauya izvi mazuva-no nhaka sandi bonde.
manhi
Duramazwi
01 / 03bondera
Kubondera kurovera pane chimwe chinhu.
VerengaSwipe for the next word