KwaunobvaDuramazwiBbona

Duramazwi · zita

bona

-pipfura-Svodogora-rova guva

Zvinoreva

Kubona kuvhuna chinhu chakaita sechitanda.

Bona itsika yechivanhu inoitwa yekudzosa mweya yevakafa mumusha kuti vazochengeta mhuri dzavo dzavakasiya panyika.

1

2

Kubona kuvhuna chinhu kubva pachinenge chakabatira.

Bona chibage ichi padzinde racho uchigoche.

3

Zvakafanana

-pipfura · -Svodogora · -rova guva

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bonda

Bonda zishamu ziguru.

Verenga

Swipe for the next word