KwaunobvaDuramazwiDdanzura

Duramazwi

danzura

Zvinoreva

Kudambura.

Kudanzura chinhu kubva waruma uchibva wangochidambura ipapo.

1

Kudambura.

Akadanzura chinhindi chenyama achibva atanga kutsenga chinyararire.

Kudanzura chinhu kubva waruma uchibva wangochidambura ipapo.

2

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dapamazwi

Dapamazwi kamuchini kanoti kana munhu akataura ari pedo nako, kanobata uye kuchengeta mashoko ake. Akada kuita nharo ndokubva abudisirwa dapamazwi rainge rakateiwa mumba mavaisasana vari.

Verenga

Swipe for the next word