Duramazwi
Zvinoreva
Dapamazwi kamuchini kanoti kana munhu akataura ari pedo nako, kanobata uye kuchengeta mashoko ake. Akada kuita nharo ndokubva abudisirwa dapamazwi rainge rakateiwa mumba mavaisasana vari.
1

Dapamazwi munhu anongoteerera mashoko ose ose anotaurwa nevanhu, ozoataura semakuhwa.
2

Zvakafanana
chitapamazwi · chitoramazwi · tepi
Mamwe mazwi ane D
DDuramazwi
01 / 03dapanyuchi
Dapanyuchi igwenzi rinomera richikwira nemiti, rine mashiza anonamira uye rinonhuhwirira.
VerengaSwipe for the next word