Duramazwi · zita
tepi
faucet · tape
Duramazwi · zita
faucet · tape
Tepi kamunhu katete.
Tepi kamunhu katete.
Tepi ipombi inoburitsa zvinhu zvakaita semvura kana doro mumabhawa.
Kana munhu achiriwainda tepi yeredhiyo, anenge achiidzosera kumashure kuti irirezve kwayamborira.
Duramazwi
01 / 03tepu
Pombi inovhura mvura nenzira yekutendeudza kapeka mukanwa.
VerengaSwipe for the next word