KwaunobvaDuramazwiTtepu

Duramazwi · zita

tepu

Zvinoreva

Pombi inovhura mvura nenzira yekutendeudza kapeka mukanwa.

Kuti tepu kufonyoka kunoita bazi nyoro romuti, risina kuvhunika.

1

Kana munhu murefu achifamba achiti tepu-tepu ane-nge achifamba akazviregerera.

Kuti tepu kutambatamba kunoita chinhu chakaita sembariro kana dzazunguzwa.

2

3

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tepu-tepu

Kana munhu murefu achifamba achiti tepu-tepu ane-nge achifamba akazviregerera.

Verenga

Swipe for the next word