Duramazwi · zita
pombi
pump · tap · tap; pump
Duramazwi · zita
pump · tap · tap; pump
Pombi isimbi kana chimwe chinhu chine mwena pakati, chinoshandiswa kukweva mvura kubva pasi, kana kuvhutira mweya muvhiri.
Pombi isimbi kana chimwe chinhu chine mwena pakati, chinoshandiswa kukweva mvura kubva pasi, kana kuvhutira mweya muvhiri.
Kuvhuta kupakira mweya mumudziyo wakaita semubhasikoro kana mubhora, uchishandisa pombi.
Garaji inzvimbo ine pombi dzokumwisa motokari, kazhinji dzichitogona kugadzirwa zvakare ipapo.
Kufafaidza shandisa paipi kana pombi, uchiita zvokumwaya mvura panzvimbo pauri kuda kudiridza.
Duramazwi
01 / 03pombodza
Inzwi rematare.
VerengaSwipe for the next word