KwaunobvaDuramazwiPpomba

Duramazwi

pomba

-hura-gwedya

Zvinoreva

Kana munhu achinzi anopomba anenge achirara nevamwe vanhu asi iye ane murume wake kana mukadzi wake.

Kana uchipomba unenge uchimonera tambo kana jira, uchiritenderedza panhengo yomuviri kana kuti pane chimwewo chinhu.

Kupomba kumanikidzira zvakaita mweya kupinda muvhiri.

1

Kupomba kusunda mvura kubva pamwe panhu, uchishandisa muchini kuti ibude pairi.

Kudhonza mvura kuipomba nemushini kuti isvike kwainokwanisa kusvikirwa nyore navanhu.

Kana mweya uchibuda nepakamanikidzika unorira uchiti fi-i, sezvinoitika kana uchipomba bhasikoro.

2

Kana uchipomba unenge uchimonera tambo kana jira, uchiritenderedza panhengo yomuviri kana kuti pane chimwewo chinhu.

Kupomba kusunda mvura kubva pamwe panhu, uchishandisa muchini kuti ibude pairi.

Kudhonza mvura kuipomba nemushini kuti isvike kwainokwanisa kusvikirwa nyore navanhu.

Kupfapfaidza kumwaya mvura kana mushonga, kazhinji uchishandisa mudziyo unenge uchiita zvokupomba.

3

Kupomba kumanikidzira zvakaita mweya kupinda muvhiri.

Kupomba kusunda mvura kubva pamwe panhu, uchishandisa muchini kuti ibude pairi.

Kudhonza mvura kuipomba nemushini kuti isvike kwainokwanisa kusvikirwa nyore navanhu.

Kupfapfaidza kumwaya mvura kana mushonga, kazhinji uchishandisa mudziyo unenge uchiita zvokupomba.

4

Kupomba kusunda mvura kubva pamwe panhu, uchishandisa muchini kuti ibude pairi.

Zvakafanana

-hura · -gwedya

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pombera

Kupombera kuvhutira mweya muvhiri.

Verenga

Swipe for the next word