Kwaunobva/Duramazwi/N/nonera
Duramazwi
Kumoneredza.
Mbarapati kakwenzi kadiki kanonhuhwira kachiita vana vatema, kanokasika kuwanda pakanonera kachivhara ufuro hwezvipfuyo.
nonga
Kutora uchisimudza.
nonga-nonga
Kunonga-nonga kutsvagurudza zvinhu panenge paine tushomanana.
nonge
Kuti nonge kutora chinhu chinenge chiri pasi nokukasika.
Swipe for the next word