KwaunobvaDuramazwiNnon'ona

Duramazwi

non'ona

Zvinoreva

Kana munhu achinon'ona anenge achibvisa zvinenge zvabatira pakati pemazino nekamuti kana nechigunwe. Ndakanon'ona mazino angu akabuda ropa.

Kunongora.

1

Kuno non'ona munzeve kudzibvisa tsvina mukati uchisevenzesa kagunwe kana kamuti.

2

3

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nona

Kunona kuzora mafuta zvokusara akawanda chaizvo pazorwa pacho.

Verenga

Swipe for the next word