Duramazwi03 / 03non'onaKana munhu achinon'ona anenge achibvisa zvinenge zvabatira pakati pemazino nekamuti kana nechigunwe. Ndakanon'ona mazino angu akabuda ropa.Verenga→