KwaunobvaDuramazwiMmonera

Duramazwi

monera

-pombera

Zvinoreva

Kana uchimonera zambiya unenge uchirisungirira pamuviri wako.

1

Kana uchimonera zambiya unenge uchirisungirira pamuviri wako.

Kuputiridza chinhu kunyatsomonera-monera zvakanaka nejira kana nebepa.

Kupema vhudzi kurikama riine mishonga inoripisa ichigona kuritwasanudza kana kuti kumonera-monera mumusoro.

Pemu mucheno wevhudzi rinokamwa richipiswa nemishonga yakasiyana-siyana, inoita kuti vhudzi ritwasanuke kana kumonera-monera nemusoro.

Zvakafanana

-pombera

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

monerana

Kana shinda ikamonerana inenge yapindana-pindana zvokuti inenge yonetsa kurudunura.

Verenga

Swipe for the next word