Duramazwi
-pomberana
Zvinoreva
Kana shinda ikamonerana inenge yapindana-pindana zvokuti inenge yonetsa kurudunura.
1
Kana shinda ikamonerana inenge yapindana-pindana zvokuti inenge yonetsa kurudunura.
Mhingepinge kupindana-pindana nekumonerana-monerana kunowanikwa musango remiti, rine miti mirefu yakatsinhana.
Kana shinda ikamonerana inenge yapindana-pindana zvokuti inenge yonetsa kurudunura.
Kana zvinhu zvichinzi zvakapfekana zvinenge zvakamonerana zvekuti kubvisa chimwe chacho ipapo kunonetsa.
2
Kana vanhu vakamonerana vanenge vakabatana miviri yavo vaine chinangwa, sezvingaita vanorwa kana vari murudo.
Zvakafanana
-pomberana
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03monere
Kuti monere kutenderedza shinda pachimuti kana pachibhobhiri.
VerengaSwipe for the next word