KwaunobvaDuramazwiBbhiridha

Duramazwi · zita

bhiridha

builder

Zvinoreva

Bhiridha munhu anoita basa rekuvaka dzimba.

Kubhiridha kupiringana kunoita mombe dzinenge dzakasungwa pajoko, imwe yakatarisa shure imwe mberi, asi dziri pajoki rimwe chete. Kana mombe dzabhiridha, kurumidza kucheka chitirobho imwe isati yadzipwa.

1

Baba vakagumbuka fani, bhiridha atsutsutidza pendi yose divi rimwe chete remba.

Bhiridha ava vakanyatsodoba denga reimba iyi.

Bhiridha munhu anoita basa rekuvaka dzimba.

2

Kubhiridha kupiringana kunoita mombe dzinenge dzakasungwa pajoko, imwe yakatarisa shure imwe mberi, asi dziri pajoki rimwe chete. Kana mombe dzabhiridha, kurumidza kucheka chitirobho imwe isati yadzipwa.

Bhiridha ava vakanyatsodoba denga reimba iyi.

Bhiridha munhu anoita basa rekuvaka dzimba.

Kana bhiridha achinyima dhaka pakuvaka anenge aine mavakire okusashandisa dhaka parinenge richitarisirwa kuti riwande.

3

Kana munhu akanzi ndiye anobhiridha zvinhu, ndiye anenge achizvivhiringidza kana kuzvikanganisa.

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bhirifi

Bhirifi chipfeko chomukati nyanyo chinopfekwa nevarume nechekuzasi, pasi pehembe.

Verenga

Swipe for the next word