KwaunobvaDuramazwiMmonana

Duramazwi

monana

Zvinoreva

Kupingana kana kuzvimonera pachinhu chimwe.

1

Kupingana kana kuzvimonera pachinhu chimwe.

Kana uchipfunzunura tambo unenge uchiitasanura painenge yakaunganidzwa kana kumonana.

Kana waya kana tambo ikati pfutunu inenge yasununguka payanga yakamonana.

Kana chinhu chi chiti pfunzunu chinenge chichitwasanuka panga pakamonana kana kusungana.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

monda

Kumonda kuisa zvekunakirwa zvikuru nezvaunenge uchidya.

Verenga

Swipe for the next word