KwaunobvaDuramazwiMmomotera

Duramazwi

momotera

-momota

Zvinoreva

Kumomotera chinhu kana munhu kumuunganira zvekutoita kunge achatadza kufema.

1

Kumomotera chinhu kana munhu kumuunganira zvekutoita kunge achatadza kufema.

Mudhorobha ukaonekwa woda kuraira mhuru youmwe vanhu vanotomira vokumomotera kuti vaonewo mashura padunhu akadaro.

Kana nhamo dzakumomotera, hauzomboridya sadza rinopisa.

Kumomotera chinhu kana munhu kumuunganira zvekutoita kunge achatadza kufema.

Zvakafanana

-momota

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word