KwaunobvaDuramazwiFfasa

Duramazwi

fasa

-bopa-konopera

Zvinoreva

Kana zvinhu zvakafasa zvinenge zvawanda kupfuura uwandu hunenge huchitarisirwa, zvokuti kana riri basa rinenge rava kutokukurirai. *Handina kukwanisa kuzokuona nokuti basa ranga rakandifasa*.

1

Kana zvinhu zvakafasa zvinenge zvawanda kupfuura uwandu hunenge huchitarisirwa, zvokuti kana riri basa rinenge rava kutokukurirai. *Handina kukwanisa kuzokuona nokuti basa ranga rakandifasa*.

Kufasa mabhatani kuasunga kana kuti kuakopera.

2

Kana chinhu chafaswa chinenge chamiswa, chisati chichakwanisa kufamba. Paradza akafasa bhora rakanga roda kunomwa zvinoyevedza.

3

Kufasa mabhatani kuasunga kana kuti kuakopera.

Zvakafanana

-bopa · -konopera

Mamwe mazwi ane F

F

Duramazwi

01 / 03

fasha

Kuti fasha kuzadza mudziyo nezviyo kana mvura zvokutorasikira. *Akadira mapfunde mugokoko rikazara kuti fasha*.

Verenga

Swipe for the next word