Duramazwi
Zvinoreva
Kufarutsa kuita kuti mweya wakadzvanyirirwa ubude nepaburi.
Kana uchifarutsa mupendero wehembe unenge uchiuita kuti ukure kudarika zvawambenge wakaita.

Kana uchifarutsa zvinhu zvinenge zviri mutsapo une-nge uchizviburitsa, uchiita zvokudira, kana kuti kuzvidira pamwewo.

Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03fasa
Kana zvinhu zvakafasa zvinenge zvawanda kupfuura uwandu hunenge huchitarisirwa, zvokuti kana riri basa rinenge rava kutokukurirai. *Handina kukwanisa kuzokuona nokuti basa ranga rakandifasa*.
VerengaSwipe for the next word