Duramazwi
Zvinoreva
Kufaruka kuratidza kuti wafara zvikuru.
Kana chinhu chakafaruka chinenge chakakura upamhi kudarika chimwe chakafanana nacho chinenge chiri chidiki.
Kufaruka kuratidza kuti wafara zvikuru.
Kufaruka kubuda kunoita bukira kana kuti nhunguirwa kubva mudzinde rechibage.
Kana chinhu chakafaruka chinenge chakakura upamhi kudarika chimwe chakafanana nacho chinenge chiri chidiki.
Kana mweya uchifaruka unenge uchibuda nepaburi.

Zvakafanana
-shangara
Mamwe mazwi ane F
FDuramazwi
01 / 03farukana
Kana pamusha pakafarukana vanhu varipo vanenge vachifara, vasina zvinovatambudza.
VerengaSwipe for the next word