KwaunobvaDuramazwiTtumbuka

Duramazwi

tumbuka

-chenesa

Zvinoreva

Kana chibage chatumbuka chinenge chabuda muchekechera.

1

Kana chibage chatumbuka chinenge chabuda muchekechera.

Shashara chinhu chine tumapazi, chinobuda kumusoro kwechibage kana chatumbuka.

Bvunde ndechinobuda kana zvirimwa zvakaita sepwa kana mhunga zvatumbuka.

Ruva inhengo yemuti kana sora inotumbuka ichizoita michero kana mhodzi.

2

Kana maruva kana muriwo zvatumbuka zvinenge zvabuda maruva.

Zvakafanana

-chenesa

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tumbura

Kana ukatumbura munzwa unenge waubvisa pawanga wakabaya.

Verenga

Swipe for the next word