Duramazwi
-tumbura
Zvinoreva
Matumbu.
Kuti tumbu kucheka uchivhura kuti ubudise zviri mukati.
1
Matumbu.
Kuti tumbu kucheka uchivhura kuti ubudise zviri mukati.
Kwadzinorohwa matumbu ndiko kwadzinomhanyira.
Hanzi takuvigirai muroora uyo ari mumucheka akangovhundura sehuku yanaiwa nemvura achinge achangotakwaira nekatumbu kanonzi ndekaRaymond.
2
Kuti tumbu kucheka uchivhura kuti ubudise zviri mukati.
Kuti tumbu kucheka uchivhura kuti ubudise zviri mukati.
Kwadzinorohwa matumbu ndiko kwadzinomhanyira.
Dhumbudya rudzi rwemhashu ine ruvara rwamashizha, ine katumbu kakakora namafuta.
Zvine chekuita
-tumbura
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tumbuka
Kana chibage chatumbuka chinenge chabuda muchekechera.
VerengaSwipe for the next word