Duramazwi
Zvinoreva
Kana ukatumbura munzwa unenge waubvisa pawanga wakabaya.
1
Kana ukatumbura munzwa unenge waubvisa pawanga wakabaya.
Kana ivo Mai vake nyakutumbura vaive vashaya hanya naye ini ndini ndaizoitawo hanya ndikasvika kupi?.
Vakambofunga kuti asi kuda Tadiwa ave kuziva here kuti vai sava maivake nyakutumbura kuzova jairira pakudaro.
Tete vaiwanzobatsirwa naamai nyakutumbura kana madzikoma nevaninina vavo uye madzimbuya.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tumbwi
Kana chinhu chiri mumvura chikati tumbwi chinenge chabuda mumvura ndokudzokeramo pakare.
VerengaSwipe for the next word