KwaunobvaDuramazwiTtumhaira

Duramazwi

tumhaira

Zvinoreva

Kutumhaira kufamba munhu achiita zvekuzvizunza muviri, kazhinji zvinoitwa nemunhu akazhangandira.

1

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tumidza

Kutumidza kupa zita kumwana kana kumhuka.

Verenga

Swipe for the next word