Kwaunobva/Duramazwi/T/tumika
Duramazwi
Kana munhu achitumika anenge achibvuma kuita zvaanenge anzi aite.
tumira
remit
tuna
Kuzenzera pamberi pedare.
tuna tuna
Kuti tuna tuna kungomira vanhu vasingazivi zvokuita.
Swipe for the next word