KwaunobvaDuramazwiTtumira

Duramazwi

tumira

remit · submit

Zvinoreva

Kana ukatumira munhu tsamba unenge waiendesa nemumwe kana neposvo.

1

Kana ukatumira munhu tsamba unenge waiendesa nemumwe kana neposvo.

Ndaigona kutumira baTakue pavanenge vakuenda kubasa maimhanje apo.

Kutumira bete kumukaka haridzoki.

Nemhaka yei vanhu vazhinji vasisiri kushandisa wairesi senzira yekutumira mashoko?

2

Kana nyika ikatunira masoja ayo kuhondo inenge yaaendesa kundorwa.

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tuna

Kuzenzera pamberi pedare.

Verenga

Swipe for the next word