Duramazwi
bango-
pole
Duramazwi
pole
Ichi chiitogama chinoshandiswa pamwe nechiito, icho chichireva kuti zvinenge zvichiratidza kuti zviri kuitwa kana kutaurwa hazvisiri kuzobudirira nokuti hapana zviripo kana kuti ndezvenhando.
Bango idanda rinoshandiswa sezvakaita kuvakisa imba kana danga.

Mwana uyu kubangoenda hake kuchikoro haana _zvaanoziνα_.
Kana mukomana achiti ari kutsvaga wokusima bango naye anenge achireva kuti ava kuda kuroora.
Kurandaura kutema muti kana bango nedemo kana banga zvakadzika.
Bango idanda rinoshandiswa sezvakaita kuvakisa imba kana danga.
Kana mukomana achiti ari kutsvaga wokusima bango naye anenge achireva kuti ava kuda kuroora.
Bango idanda rinoshandiswa sezvakaita kuvakisa imba kana danga.
Kudzikinuka kubva kwepanhu pakabata chaizvo. Bango rokutsindirwa nekongiri rakatozo-dzikinuka taita rokuchera.
Bango idanda rinosungirirwa mureza.
-nyango-
Duramazwi
01 / 03bangu
Kuti bangu kurova chinhu uchishandisa chero chaunenge wakabata.
VerengaSwipe for the next word