KwaunobvaDuramazwiBbanganwa

Duramazwi · zita

banganwa

banganondanga

Zvinoreva

Kana vanhu vakaita banganwa vanenge vaita chibvumirano chokuzoita chimwe chinhu pamwe chete.

1

Zvakafanana

bangano · ndanga

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bangaradza

Kusimbisa mwoyo mumatambudziko (to steel one's heart).

Verenga

Swipe for the next word