KwaunobvaDuramazwiBBanga

Duramazwi

Banga

airfield · knife

mupeno

Zvinoreva

Banga chombo chinoshandiswa kucheka zvinhu. Iri ibanga rokuchekesa nyama asi iri nderechingwa.

Kana munhu akabanga anenge akagadzirira zvose zvinenge zvichidiwa pachinhano choupenyu chaangasvika.

1

Banga chombo chinoshandiswa kucheka zvinhu. Iri ibanga rokuchekesa nyama asi iri nderechingwa.

Kumusana kwavo kwakange kune banga riye guru rinonzi bakatwa.

Nhongo yembudzi yakange yakasungirirwa pamutohwe yakamirira banga.

Akati mhodzi dzeshamba tonongo achishandisa banga.

2

Kana munhu akabanga anenge akagadzirira zvose zvinenge zvichidiwa pachinhano choupenyu chaangasvika.

Kana dai kukasanaya makore maviri anotevera ini ndakabanga nakudhara.

Matura angu azere.

Kumusana kwavo kwakange kune banga riye guru rinonzi bakatwa.

Zvakafanana

mupeno

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

banganuka

Kubanganuka kupatika wava pamwe panhu kana kuti waita chinhu chausingazivi kuti wachiita sei.

Verenga

Swipe for the next word