KwaunobvaDuramazwiBbandu

Duramazwi · zita

bandu

Zvinoreva

Bandu munhu anoramba achiita zvisiri pamutemo kana zvisingadiwi nevamwe chero achiziva kuti ari kukanganisa.

Kuti bandu kutsenga chinhu chakaoma uchichitsemura kuita mabande usati watanga kuchitsenga.

1

MuBhaibheri Sauro aionekwa sebandu nevanhu vaaigara navo.

2

Mupanduki.

3

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bandupandu

Bandupandu ishumba inodya vanhu, kazhinji yachembera uye yatsaurana nedzimwe.

Verenga

Swipe for the next word