KwaunobvaDuramazwiBbandira

Duramazwi

bandira

Zvinoreva

Kana chokudya chichibandira chinenge chiine tutombo tunorumira kana munhu achitsenga.

1

Kana vanhu vachiita chibandira vanenge vachirima nemageja muchirimo pasi pasina munya wakakwana.

Kana munhu achibandira anenge achidyara pasina kurimwa.

2

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bandu

Bandu munhu anoramba achiita zvisiri pamutemo kana zvisingadiwi nevamwe chero achiziva kuti ari kukanganisa.

Verenga

Swipe for the next word