Duramazwi
Zvinoreva
Kupwanya chinhu chakawoma nenzira yesimba.
1
Kupwanya chinhu chakawoma nenzira yesimba.
Tose takanga taneta chaizvo, asi pakatanga kuridzwa miridzo, tikachitanga kurova ngoma tobandura matombo.
Kubabandura kutse nga zvinhu zvakaomarara zvakaita sembambaira mbishi.
Uyu mudziyo unoshandiswa kubandura matombo kuaita matokotoko.
Mamwe mazwi ane B
BDuramazwi
01 / 03Banga
airfield
VerengaSwipe for the next word