Duramazwi
banganuka
-ereka-erekana-bengenuka
Duramazwi
Kubanganuka kupatika wava pamwe panhu kana kuti waita chinhu chausingazivi kuti wachiita sei.

Akazongobanganuka ava muchipatara mushure menguva ndefu vanachiremba vatombomirira-mira.
Kubanganuka kupatika wava pamwe panhu kana kuti waita chinhu chausingazivi kuti wachiita sei.
-ereka · -erekana
-bengenuka
Duramazwi
01 / 03banganura
Kubanganura murwere kumumutsa achidzidziuka iye ambenge akarariswa hope dzinenge kufa.
VerengaSwipe for the next word