KwaunobvaDuramazwiPpazaura

Duramazwi

pazaura

-pazura

Zvinoreva

Kupazaura kutema uchibvisa mapazi emuti unenge watemwa kare watorara pasi.

1

Kupazaura kuputsa chinhu chikuru uchichibvanyangura kuita zvidiki zvidiki.

2

Zvakafanana

-pazura

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pazha

Mashoko ekuzvininipisa panguva dzerurama.

Verenga

Swipe for the next word