Duramazwi
Zvinoreva
Mashoko ekuzvininipisa panguva dzerurama.
1
Mashoko ekuzvininipisa panguva dzerurama.
Iye zvino ainge onatso pazha zvainzwikwa nemunhu wese vanhu vaitoshaya kuti ko ainge adyei chakaramba dumbu.
Pakurwa nezvibhakera mapazha kurovana vanhu vari pedo napedo zvakanyanya.
Mamwe mazwi ane P
PDuramazwi
01 / 03pazuka
Kupazuka kudambuka kana kupfauka sezvingaita davi ranga raremerwa nemichero.
VerengaSwipe for the next word