KwaunobvaDuramazwiPpazura

Duramazwi

pazura

Zvinoreva

Kupazaura.

Kupazura kubvisa davi kana muchero mumuti uchiita zvokukweva kana kukakata.

1

Kuti gwibu kupazura bazi romuti.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

pe pe pe

Kana zvichinzi zvinhu zvapera kuti pe pe pe panenge pasisina kana nechii zvacho chasara.

Verenga

Swipe for the next word