KwaunobvaDuramazwiKkwachura

Duramazwi

kwachura

Zvinoreva

Kukwachura kubvarura kana kubvisa chinhu pachinenge chakabatira kana kunamira.

Kukwachura kupindura munhu nemazwi akaipa, anorwadza.

1

Mudzidzisi akatsamwira mudzidzi akange akwachura bepa mubhuku rokunyorera.

Pavakamunyima mari yedoro, Tendai akazoswera achikwachura mai vake zuva rese.

2

Kukwachura kutora kana kuba mari yakawanda panguva imwe chete.

3

Kukwachura kupindura munhu nemazwi akaipa, anorwadza.

Pavakamunyima mari yedoro, Tendai akazoswera achikwachura mai vake zuva rese.

Mudzidzisi akatsamwira mudzidzi akange akwachura bepa mubhuku rokunyorera.

Kukwachura kubvarura kana kubvisa chinhu pachinenge chakabatira kana kunamira.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwadabu

Kunamanura kana kudziura.

Verenga

Swipe for the next word