KwaunobvaDuramazwiKkwadabu

Duramazwi

kwadabu

Zvinoreva

Kunamanura kana kudziura.

1

Kunamanura kana kudziura.

Kuti kwadabu kubvisa chinhu pachinenge chiri nechinangwa chekuda kuona zviri pasi pacho.

Kuti kwadabu kubvisa chivharo uchida kuona zviri mukati.

Kuti kwadabu kubvisa chinhu pachinenge chakanamira.

2

Kuti kwadabu kubvisa chinhu pachinenge chakanamira.

3

Kuti kwadabu kubvisa chinhu pachinenge chiri nechinangwa chekuda kuona zviri pasi pacho.

4

Kuti kwadabu kubvisa chivharo uchida kuona zviri mukati.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwadabuka

Kukwadabuka kubvisika kwechinhu chakanamira pane chimwe.

Verenga

Swipe for the next word