KwaunobvaDuramazwiKkwadabura

Duramazwi

kwadabura

Zvinoreva

Kukwadabura kubvisa chinhu pachakanamirwa.

1

Kukwadabura kubvisa chinhu pachakanamirwa.

Kukwadabura kubvisa chinenge chakavhara paunenge uchida kuona.

Kufefenura kushandisa chimwe chinhu kukwadabura kana kubvisa muvharo, kana chimwewo chinenge chakakwidibira zvisina kunyanya kusimba.

2

Kukwadabura kubvisa chinenge chakavhara paunenge uchida kuona.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwadasa

Kukwadasa kurova munhu chaizvo, kazhinji uchishandisa mbama kana kuti chimwewo chinhu chakati pafafa.

Verenga

Swipe for the next word