KwaunobvaDuramazwiKkwakanaka

Duramazwi

kwakanaka

Zvinoreva

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu kana achida kuziva kuti zvii zvinenge zviri kuitika.

1

Iri izwi rinoshandiswa nemunhu kana achida kuziva kuti zvii zvinenge zviri kuitika.

Pakarira foni pakati pousiku baba vakangotanga nokuti, _"Kwakanaka?"_.

Kuwanda kwakanaka, kwakaipira mukupedza muto.

Kuwanda kwakanaka, kwakaipira kupedza muto.

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word