KwaunobvaDuramazwiKkwakuka

Duramazwi

kwakuka

-zwatuka-mhamhuka

Zvinoreva

Kukwakuka kusvetuka zvine simba, uchienda mudenga kana kubva paunenge ugere.

1

Kukwakuka kusvetuka zvine simba, uchienda mudenga kana kubva paunenge ugere.

Kudorika kufamba kokukwakuka-kwakuka sezvinoita zvitota zvisina mapapiro.

Iwe mukadzi iwe une ngozi inenge yedatya rinokwakuka nepasina gomba.

Ndakakwakuka ndichidanidzira, "Mhaiwe!

Zvakafanana

-zwatuka · -mhamhuka

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kwakukira

Uku kusvetuka kubva panhu uchienda pamwe panhu.

Verenga

Swipe for the next word