KwaunobvaDuramazwiTtomuka

Duramazwi

tomuka

-svetuka

Zvinoreva

Kutomuka kujanhuka uchienda mudenga.

1

Kutomuka kujanhuka uchienda mudenga.

Kupembera kutamba munhu achitomuka-tomuka, achitaridza kufarira zvimwe zvinhu.

Kuti pfichiri pfichiri kungotomuka-tomuka sezvinoita mombe inenge ichitanga kukamwa.

Kuti guju kutomuka-tomuka mudenga, sezvinoitika kana chinhu chichifamba panzira isina kugadzirwa zvakanaka.

Zvakafanana

-svetuka

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tonamendi

Tonamendi hurongwa hwemitambo hwokuti matimu anokwikwidza pachizowanikwa inenge yahwina.

Verenga

Swipe for the next word