Duramazwi
Zvinoreva
Kusvetuka.
Kuti kwaku kupakura chekudya chishoma mundiro.
Kusvetuka.
Kuti kwaku kwaku kusvetuka-svetuka kunoita tupuka twakaita setsuro nemhashu kana tuchifamba.
Kuti kwaku kungoerekana munhu asimuka kana kufamba.
Tsotsi payakaona mapurisa, yakabva yati kwaku ichipinda mumota, ndiye hutu kuenda.
Kuti kwaku kusvetuka, kana kuti kupuka, kana kuchirika kanzvimbo kadiki, sezviya zvinoita dafi.
Kuti kwaku kupakura chekudya chishoma uchiisa mundiro.
Kuti kwaku kupakura chekudya chishoma mundiro.
Kuti kwaku kwaku kusvetuka-svetuka kunoita tupuka twakaita setsuro nemhashu kana tuchifamba.
Kuti kwaku kupakura chekudya chishoma uchiisa mundiro.
Kuti kwaku kungoerekana munhu asimuka kana kufamba.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kwaku kwaku
Kuti kwaku kwaku kusvetuka-svetuka kunoita tupuka twakaita setsuro nemhashu kana tuchifamba.
VerengaSwipe for the next word