Kwaunobva/Duramazwi/B/bvatu
Duramazwi
Kuti bvatu kusimuka kunoita munhu nekukasika.
kwaku
bvatuka
Kubvatuka kubuda uchibva mune chimwe chinhu zvine simba.
bvatura
Kubvatura kuvaka kana kumisa chimwe chinhu.
bvau
Kuti bvau kurova kunoita hana kana munhu avhundutswa.
Swipe for the next word