KwaunobvaDuramazwiBbvaruka

Duramazwi

bvaruka

Zvinoreva

Kana munhu abvaruka anenge aseka achigegedzera uye achiratidza kuti anakidzwa zvokupereredza.

1

Kana munhu abvaruka anenge aseka achigegedzera uye achiratidza kuti anakidzwa zvokupereredza.

Kana munhu achinzi akapfeka madhumbu anenge aine hembe dzakabvaruka-bvaruka.

Kusonanidza kubatanidza neshinda, zvipenga zvakawanda zvenhumbi yakabvaruka-bvaruka.

Kuti pfachara pfachara kufamba munhu akapfeka hembe dzakabvaruka-bvaruka.

Mamwe mazwi ane B

B

Swipe for the next word