KwaunobvaDuramazwiBbvarura

Duramazwi · chiito

bvarura

tear

-mwaura-mwesa-parura

Zvinoreva

Kubvarura chinhu kuchitsemura chichiita zvipenga zviviri kana kupfuura.

1

Kubvarura chinhu kuchitsemura chichiita zvipenga zviviri kana kupfuura.

Paakanga amire paiva panzvimbo yokusuwa, nzvimbo yakabvarura mwoyo wake.

Vakabvarura kapierce ndikunyora nyora.

Kukwachura kubvarura kana kubvisa chinhu pachinenge chakabatira kana kunamira.

Zvakafanana

-mwaura · -mwesa · -parura

Mamwe mazwi ane B

B

Duramazwi

01 / 03

bvaruranya

Kubvaruranya kutsemura jira kana bepa uchiita zvidimbu zvidimbu zvakawanda.

Verenga

Swipe for the next word